Genesisi 19:24, 25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Jehovha akabva anayisa sarufa nemoto paSodhomu neGomora; zvaibva kudenga+ kuna Jehovha. 25 Saka akaparadza maguta aya, ruwa rwacho rwese, kusanganisira vagari vese vemumaguta acho nezvese zvakanga zvakamera.+ Mariro 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Kurangwa* kwemwanasikana wevanhu vangu kukuru kupfuura kurangwa kweguta reSodhomu+ nemhaka yechivi charo,Iro rakaparadzwa nguva dikidiki, pasina ruoko rwakaribatsira.+ 2 Petro 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uye paakaita kuti maguta eSodhomu neGomora ave madota, akaapa mhosva,+ achiratidza zvichaitika kuvanhu vasingadi Mwari.+
24 Jehovha akabva anayisa sarufa nemoto paSodhomu neGomora; zvaibva kudenga+ kuna Jehovha. 25 Saka akaparadza maguta aya, ruwa rwacho rwese, kusanganisira vagari vese vemumaguta acho nezvese zvakanga zvakamera.+
6 Kurangwa* kwemwanasikana wevanhu vangu kukuru kupfuura kurangwa kweguta reSodhomu+ nemhaka yechivi charo,Iro rakaparadzwa nguva dikidiki, pasina ruoko rwakaribatsira.+
6 Uye paakaita kuti maguta eSodhomu neGomora ave madota, akaapa mhosva,+ achiratidza zvichaitika kuvanhu vasingadi Mwari.+