2 Madzimambo 24:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Mambo weBhabhironi akagadza Mataniya, babamudiki vaJehoyakini+ kuti vave mambo panzvimbo yake, akachinja zita ravo kuti rinzi Zedhekiya.+ Jeremiya 37:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Zvino Mambo Zedhekiya+ mwanakomana waJosiya akatanga kutonga panzvimbo paKoniya*+ mwanakomana waJehoyakimu, nekuti Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi akamugadza kuti ave mambo munyika yeJudha.+
17 Mambo weBhabhironi akagadza Mataniya, babamudiki vaJehoyakini+ kuti vave mambo panzvimbo yake, akachinja zita ravo kuti rinzi Zedhekiya.+
37 Zvino Mambo Zedhekiya+ mwanakomana waJosiya akatanga kutonga panzvimbo paKoniya*+ mwanakomana waJehoyakimu, nekuti Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi akamugadza kuti ave mambo munyika yeJudha.+