-
1 Madzimambo 19:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Asi iye akati: “Buda umire pagomo pamberi paJehovha.” Zvino Jehovha akanga achipfuura nepo,+ uye mhepo huru yaiva nesimba yakanga ichitsemura makomo nekuputsa matombo pamberi paJehovha,+ asi Jehovha akanga asiri mumhepo yacho. Pashure pemhepo, pasi pakadengenyeka,+ asi Jehovha akanga asiri mukudengenyeka kwacho.
-