Revhitiko 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “‘Usabvumira kuti vana vako vapirwe* kuna Moreki.+ Usasvibisa zita raMwari wako saizvozvo.+ Ndini Jehovha. Jeremiya 7:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzeTofeti, iri muBani reMwanakomana waHinomu,*+ kuti vapise vanakomana vavo nevanasikana vavo mumoto,+ zvinhu zvandakanga ndisina kuvarayira uye zvisina kutombobvira zvauya mumwoyo mangu.’*+
21 “‘Usabvumira kuti vana vako vapirwe* kuna Moreki.+ Usasvibisa zita raMwari wako saizvozvo.+ Ndini Jehovha.
31 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzeTofeti, iri muBani reMwanakomana waHinomu,*+ kuti vapise vanakomana vavo nevanasikana vavo mumoto,+ zvinhu zvandakanga ndisina kuvarayira uye zvisina kutombobvira zvauya mumwoyo mangu.’*+