Revhitiko 18:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “‘Usaswedera pedyo nemukadzi kuti urare naye panguva yaanenge asina kuchena ari kumwedzi.+ Revhitiko 20:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “‘Kana murume akarara nemukadzi ari kumwedzi, murume wacho nemukadzi wacho vafumura panobva ropa rake.+ Vese vari vaviri vanofanira kubviswa pakati pevanhu vekwavo.*
18 “‘Kana murume akarara nemukadzi ari kumwedzi, murume wacho nemukadzi wacho vafumura panobva ropa rake.+ Vese vari vaviri vanofanira kubviswa pakati pevanhu vekwavo.*