7 Kana vakati kwauri, ‘Uri kugomera nei?’ iwe uti, ‘Nemashoko.’ Nekuti achatouya, uye mwoyo yese ichapera nekutya, maoko ese achati regwede, munhu wese achasuruvara, mabvi ese achadonha mvura.+ ‘Inzwai! Achatouya uye achaitika,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”