RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 17:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Kutsiura kunobatsira chaizvo kumunhu anonzwisisa+

      Kupfuura kurova benzi kane zana.+

  • Ezekieri 33:14, 15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “‘Uye kana ndikati kumunhu akaipa: “Chokwadi uchafa,” iye osiya chivi chake, oita zvakanaka uye zvakarurama,+ 15 uye munhu wacho akaipa odzorera chibatiso chaakatora,+ obhadhara zvaakatora neugororo,+ otevera mirau inopa upenyu asingaiti zvakaipa, acharamba achirarama.+ Haazofi.

  • Jakobho 5:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Hama dzangu, kana pakati penyu pakava neanotsauswa pachokwadi, mumwe omudzora, 20 zivai kuti munhu anodzora mutadzi panzira yake yekukanganisa+ achamuponesa* parufu uye achafukidza zvivi zvizhinji.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe