2 Samueri 12:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Joabhi akaramba achirwa neRabha+ yevaAmoni,+ akatora guta reumambo hwacho.+ Ezekieri 21:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Unofanira kutara nzira inouya nebakatwa kuzorwisa Rabha+ yevaAmoni, neimwe yekunorwisa Jerusarema+ riri muJudha, iro rakakomberedzwa nemasvingo.
20 Unofanira kutara nzira inouya nebakatwa kuzorwisa Rabha+ yevaAmoni, neimwe yekunorwisa Jerusarema+ riri muJudha, iro rakakomberedzwa nemasvingo.