-
Jeremiya 49:7, 8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Zvanzi naJehovha wemauto pamusoro peEdhomu:
“MuTemani+ hamusisina kana uchenjeri here?
Mazano akanaka aparara here kune vaya vanonzwisisa?
Uchenjeri hwavo hwaora here?
8 Tizai, tendeukai mudzoke!
Endai munogara munzvimbo dzakadzika, haiwa imi vagari vemuDhedhani!+
Nekuti ndichaunza dambudziko pana Isau,
Pachasvika nguva yekuti ndifunge nezvake.
-