Jeremiya 25:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka ndakatora kapu yacho muruoko rwaJehovha, ndikanwisa marudzi ese andakatumwa kwaari naJehovha:+ Jeremiya 25:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 nevanhu vavo vese vemarudzi akasiyana-siyana; madzimambo ese enyika yeUzi; madzimambo ese enyika yevaFiristiya,+ Ashkeroni,+ Gaza, Ekroni, nevakasara pavanhu vekuAshdhodhi; Zefaniya 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuti guta reGaza richasara risina vanhu;Uye Ashkeroni ichaitwa dongo.+ Vanhu veAshdhodhi vachabviswa munzvimbo yavo masikati machena,*Uye Ekroni ichadzurwa.+
17 Saka ndakatora kapu yacho muruoko rwaJehovha, ndikanwisa marudzi ese andakatumwa kwaari naJehovha:+
20 nevanhu vavo vese vemarudzi akasiyana-siyana; madzimambo ese enyika yeUzi; madzimambo ese enyika yevaFiristiya,+ Ashkeroni,+ Gaza, Ekroni, nevakasara pavanhu vekuAshdhodhi;
4 Nekuti guta reGaza richasara risina vanhu;Uye Ashkeroni ichaitwa dongo.+ Vanhu veAshdhodhi vachabviswa munzvimbo yavo masikati machena,*Uye Ekroni ichadzurwa.+