Jeremiya 47:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuti zuva riri kuuya richaparadza vaFiristiya vese;+MuTire+ nemuSidhoni+ richaparadza munhu wese akasara aivabatsira pakurwa. Nekuti Jehovha achaparadza vaFiristiya,Vanova ndivo vakasara pachitsuwa cheKaftori.*+
4 Nekuti zuva riri kuuya richaparadza vaFiristiya vese;+MuTire+ nemuSidhoni+ richaparadza munhu wese akasara aivabatsira pakurwa. Nekuti Jehovha achaparadza vaFiristiya,Vanova ndivo vakasara pachitsuwa cheKaftori.*+