Dheuteronomi 3:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Ipapo ndipo patakatora nyika yemadzimambo maviri evaAmori+ aiva munharaunda yeJodhani, kubvira kuBani reAnoni* kusvikira kuGomo reHemoni+ 9 (gomo raishevedzwa nevaSidhoni kuti Siriyoni, vaAmori vachirishevedza kuti Seniri), 1 Makoronike 5:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Hafu yedzinza raManase+ yakagara munyika yacho kubva kuBhashani kusvika kuBhaari-hemoni neSeniri nekuGomo reHemoni.+ Vakanga vakawanda chaizvo.
8 “Ipapo ndipo patakatora nyika yemadzimambo maviri evaAmori+ aiva munharaunda yeJodhani, kubvira kuBani reAnoni* kusvikira kuGomo reHemoni+ 9 (gomo raishevedzwa nevaSidhoni kuti Siriyoni, vaAmori vachirishevedza kuti Seniri),
23 Hafu yedzinza raManase+ yakagara munyika yacho kubva kuBhashani kusvika kuBhaari-hemoni neSeniri nekuGomo reHemoni.+ Vakanga vakawanda chaizvo.