1 Madzimambo 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti mambo aiva nengarava dzeTashishi+ dzakawanda dzaiva mugungwa pamwe chete nengarava dzaHiramu. Kamwe chete pamakore matatu ega ega, ngarava dzacho dzeTashishi dzaiuya dzakatakura goridhe, sirivha, nyanga dzenzou,+ tsoko, nemapikoko.
22 Nekuti mambo aiva nengarava dzeTashishi+ dzakawanda dzaiva mugungwa pamwe chete nengarava dzaHiramu. Kamwe chete pamakore matatu ega ega, ngarava dzacho dzeTashishi dzaiuya dzakatakura goridhe, sirivha, nyanga dzenzou,+ tsoko, nemapikoko.