Isaya 23:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Mutongo pamusoro peTire:+ Ridzai mhere imi ngarava dzeTashishi!+ Nekuti chiteshi chengarava chaparadzwa; hachichapindiki. Vazviratidzwa vari kunyika yeKitimu.+ Isaya 23:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zviyo* zveShihori* zvakaenda zviri pamusoro pemvura zhinji,+Pamwe chete negoho raNire, mari inowanikwa neTire,Zvikaunza mubereko kumarudzi.+ Ezekieri 27:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “‘“Tashishi+ yaitengeserana newe nekuti waiva nepfuma zhinji.+ Vaikupa sirivha, simbi, tini, nemutobvu kuti vawane zvinhu zvako.+
23 Mutongo pamusoro peTire:+ Ridzai mhere imi ngarava dzeTashishi!+ Nekuti chiteshi chengarava chaparadzwa; hachichapindiki. Vazviratidzwa vari kunyika yeKitimu.+
3 Zviyo* zveShihori* zvakaenda zviri pamusoro pemvura zhinji,+Pamwe chete negoho raNire, mari inowanikwa neTire,Zvikaunza mubereko kumarudzi.+
12 “‘“Tashishi+ yaitengeserana newe nekuti waiva nepfuma zhinji.+ Vaikupa sirivha, simbi, tini, nemutobvu kuti vawane zvinhu zvako.+