-
Ezekieri 27:16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Edhomu yaitengeserana newe nekuti waiva nezvinhu zvizhinji. Vaikupa matombo anonzi tekoizi, shinda yepepuru, nemachira ane mavara anoyevedza, nemachira akanaka, nematombo ekorari neerubhi, kuti vawane zvinhu zvako.
-