Ezekieri 30:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndichaomesa migero yaNire+ uye ndichatengesa nyika yacho kuvanhu vakaipa. Ndichaparadza nyika yacho nezvese zviri mairi ndichishandisa maoko evanhu vekune imwe nyika.+ Ini Jehovha ndataura.’
12 Ndichaomesa migero yaNire+ uye ndichatengesa nyika yacho kuvanhu vakaipa. Ndichaparadza nyika yacho nezvese zviri mairi ndichishandisa maoko evanhu vekune imwe nyika.+ Ini Jehovha ndataura.’