Ezekieri 29:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Ndiri kupa Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi nyika yeIjipiti,+ uye achatakura pfuma yayo, oipamba nekuitorera zvinhu zvayo zvizhinji; uye zvichava mubhadharo weuto rake.’ Ezekieri 32:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Bakatwa ramambo weBhabhironi richauya pauri.+
19 “Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Ndiri kupa Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi nyika yeIjipiti,+ uye achatakura pfuma yayo, oipamba nekuitorera zvinhu zvayo zvizhinji; uye zvichava mubhadharo weuto rake.’