Ezekieri 29:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive dongo rekupedzisira, uye maguta ayo achava matongo ekupedzisira kwemakore 40;+ uye ndichaparadzira vaIjipiti kune mamwe marudzi uye ndichaita kuti vapararire nenyika.”+
12 Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive dongo rekupedzisira, uye maguta ayo achava matongo ekupedzisira kwemakore 40;+ uye ndichaparadzira vaIjipiti kune mamwe marudzi uye ndichaita kuti vapararire nenyika.”+