Ezekieri 29:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive dongo rekupedzisira, uye maguta ayo achava matongo ekupedzisira kwemakore 40;+ uye ndichaparadzira vaIjipiti kune mamwe marudzi uye ndichaita kuti vapararire nenyika.”+ Ezekieri 30:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Ndichaparadzira vaIjipiti kune mamwe marudzi ndoita kuti vapararire nenyika,+ uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’”
12 Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive dongo rekupedzisira, uye maguta ayo achava matongo ekupedzisira kwemakore 40;+ uye ndichaparadzira vaIjipiti kune mamwe marudzi uye ndichaita kuti vapararire nenyika.”+
26 Ndichaparadzira vaIjipiti kune mamwe marudzi ndoita kuti vapararire nenyika,+ uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’”