Isaya 56:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ivo imbwa dzinokara kwazvo;Hadzitomboguti. Ivo vafudzi vasinganzwisisi.+ Vese zvavo vaenda nenzira dzavo;Mumwe nemumwe wavo anotsvaga kuzvipfumisa achibiridzira uye anoti:
11 Ivo imbwa dzinokara kwazvo;Hadzitomboguti. Ivo vafudzi vasinganzwisisi.+ Vese zvavo vaenda nenzira dzavo;Mumwe nemumwe wavo anotsvaga kuzvipfumisa achibiridzira uye anoti: