Dhanieri 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Izvi zvarayirwa nevarindi,+ uye chikumbiro chacho chaitwa nevatsvene, kuti vanhu vazive kuti Wekumusorosoro ndiye Mutongi muumambo hwese hwevanhu+ uye kuti anohupa waanoda, uye kuti anogadza pahuri kunyange munhu akaderera kupfuura vese.”
17 Izvi zvarayirwa nevarindi,+ uye chikumbiro chacho chaitwa nevatsvene, kuti vanhu vazive kuti Wekumusorosoro ndiye Mutongi muumambo hwese hwevanhu+ uye kuti anohupa waanoda, uye kuti anogadza pahuri kunyange munhu akaderera kupfuura vese.”