Dhanieri 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi Mwari wechokwadi akapa vana ava, vari vana, uchenjeri neruzivo nenjere zvekuti vainzwisisa mabhuku ese; uye Dhanieri akabatsirwa kuti anzwisise zviratidzo zvese nehope.+ Dhanieri 1:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Panyaya dzese dzavaibvunzwa namambo dzaida uchenjeri nenzwisiso, mambo akaona kuti vaipfuura vapristi vese vaiita zvemashiripiti nen’anga+ dzaiva muumambo hwake hwese zvakapetwa kagumi.
17 Asi Mwari wechokwadi akapa vana ava, vari vana, uchenjeri neruzivo nenjere zvekuti vainzwisisa mabhuku ese; uye Dhanieri akabatsirwa kuti anzwisise zviratidzo zvese nehope.+
20 Panyaya dzese dzavaibvunzwa namambo dzaida uchenjeri nenzwisiso, mambo akaona kuti vaipfuura vapristi vese vaiita zvemashiripiti nen’anga+ dzaiva muumambo hwake hwese zvakapetwa kagumi.