29 Saka ndadzika murayiro wekuti kana pakava nerudzi kana nyika kana vanhu vemutauro upi zvawo, vanotaura chinhu chakaipa pamusoro paMwari waShadreki, Misheki, naAbhedhinego vagurwe-gurwe, uye kuti dzimba dzavo dziitwe zvimbuzi zvevanhu vese; nekuti hakuna mumwe mwari anokwanisa kununura saiye.”+