Dhanieri 7:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Kana dziri nyanga gumi, pachava nemadzimambo gumi achabuda muumambo ihwohwo; uye pachavazve nemumwe pashure pawo, uyo achange akasiyana neekutanga, uye achaninipisa madzimambo matatu.+
24 Kana dziri nyanga gumi, pachava nemadzimambo gumi achabuda muumambo ihwohwo; uye pachavazve nemumwe pashure pawo, uyo achange akasiyana neekutanga, uye achaninipisa madzimambo matatu.+