-
Dhanieri 7:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Paiva nerukova rwemoto rwaiyerera ruchibva pamberi pake.+ Vane chiuru chakapetwa kane chiuru, vairamba vachimushumira, uye vane zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi vakanga vakamira pamberi pake.+ Dare+ rakatanga kutonga, mabhuku akavhurwa.
11 “Panguva iyoyo, mashoko ekuzvikudza+ andainzwa achitaurwa nenyanga yacho akaita kuti ndirambe ndakatarisa. Ndakaramba ndakatarisa kusvikira mhuka yacho yaurayiwa, muviri wayo ukapiswa nemoto, ukaparadzwa.
-