Mariro 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jehovha aita zvaaida;+ azadzisa zvaakataura,+Zvaakarayira kare kare.+ Aputsa asinganzwi tsitsi.+ Aita kuti muvengi afare nezvaitika kwauri; akwidziridza simba* remhandu dzako.
17 Jehovha aita zvaaida;+ azadzisa zvaakataura,+Zvaakarayira kare kare.+ Aputsa asinganzwi tsitsi.+ Aita kuti muvengi afare nezvaitika kwauri; akwidziridza simba* remhandu dzako.