Jeremiya 33:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 ‘Shevedzera kwandiri, uye ini ndichakupindura ndobva ndangokuudza zvinhu zvikuru nezvisingagoni kunzwisiswa zvausati waziva.’”+ 1 VaKorinde 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti isu ndisu takazvizarurirwa+ naMwari achishandisa mweya wake,+ nekuti mweya unoongorora zvinhu zvese, kunyange zvinhu zvakadzama zvaMwari.+
3 ‘Shevedzera kwandiri, uye ini ndichakupindura ndobva ndangokuudza zvinhu zvikuru nezvisingagoni kunzwisiswa zvausati waziva.’”+
10 Nekuti isu ndisu takazvizarurirwa+ naMwari achishandisa mweya wake,+ nekuti mweya unoongorora zvinhu zvese, kunyange zvinhu zvakadzama zvaMwari.+