Pisarema 139:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Kunyange rima raisazova rakasviba kwamuri,Asi usiku hwaizojeka semasikati;+Rima rakafanana nechiedza kwamuri.+ VaHebheru 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+
12 Kunyange rima raisazova rakasviba kwamuri,Asi usiku hwaizojeka semasikati;+Rima rakafanana nechiedza kwamuri.+
13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+