-
Ruka 18:34Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
34 Asi vakatadza kuziva zvairehwa nemashoko ake, nekuti akanga akavanzwa kwavari, saka havana kunzwisisa zvaitaurwa.
-
-
1 Petro 1:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Vaprofita vaya vakaprofita nezvenyasha dzamakaitirwa vakanyatsoongorora uye vakashanda nesimba vachitsvaga kunzwisisa nezvekuponeswa uku.+ 11 Vakaramba vachitsvaga kuti inguva ipi kana kuti mwaka upi wakanga uchiratidzwa nemweya waiva mavari nezvaKristu,+ pawaipupura nezvekutambura kwaizoita Kristu+ uye nezvekukudzwa kwaizotevera.
-