-
Dhanieri 3:4-6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Mumiririri wamambo akashevedzera achiti: “Imi vanhu vemarudzi nemitauro yakasiyana-siyana, 5 pamuchanzwa kurira kwehwamanda, nechiridzwa chinoita zvekufuridzwa, nezviridzwa zvakasiyana-siyana zvine tambo, nerudimbwa, nenyere hombe, nezvimwewo zviridzwa, munofanira kuwira pasi, monamata chifananidzo chegoridhe chakamiswa naMambo Nebhukadhinezari. 6 Munhu wese asingawiri pasi kuti achinamate achabva angokandwa muchoto chemoto unopisa kwazvo.”+
-