Genesisi 13:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uye ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvekuti kana paine munhu anogona kuverenga guruva renyika, vana* vako vanogona kuverengwawo.+ Genesisi 22:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+
16 Uye ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvekuti kana paine munhu anogona kuverenga guruva renyika, vana* vako vanogona kuverengwawo.+
17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+