4 Asi mambo weAsiriya akaziva kuti Hoshea aironga kumupandukira, nekuti akanga atuma nhume kuna Mambo So weIjipiti+ uye akanga asina kuendesa mutero kuna mambo weAsiriya sezvaaiita makore akanga apfuura. Saka mambo weAsiriya akaramba akamuvharira mujeri akasungwa.