Amosi 5:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Munochinja kutonga kwakarurama kuti kuve kamuti kanovava,Uye munokanda kururama pasi.+ Amosi 6:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Mabhiza anomhanya paruware here,Kana kuti munhu angaparima nemombe here? Nekuti makachinja kutonga kwakarurama mukaita kuti kuve muti une muchetura,Uye muchero wekururama kuti uve kamuti kanovava.+
12 Mabhiza anomhanya paruware here,Kana kuti munhu angaparima nemombe here? Nekuti makachinja kutonga kwakarurama mukaita kuti kuve muti une muchetura,Uye muchero wekururama kuti uve kamuti kanovava.+