Isaya 63:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Pakutambudzika kwavo kwese naiyewo akanga achitambudzika.+ Uye nhume yake* yakavaponesa.+ Akavadzikinura nerudo rwake netsitsi dzake,+Uye akavasimudza, akavatakura mazuva ese ekare.+
9 Pakutambudzika kwavo kwese naiyewo akanga achitambudzika.+ Uye nhume yake* yakavaponesa.+ Akavadzikinura nerudo rwake netsitsi dzake,+Uye akavasimudza, akavatakura mazuva ese ekare.+