RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 9:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Uye ndakati: “Haiwa Mwari wangu, ndiri kunyara uye ndiri kushaya kuti ndotarisa sei kwamuri, haiwa Mwari wangu, nekuti kukanganisa kwedu kwawanda pamisoro yedu uye mhosva dzedu dzaturikidzana kusvika kudenga.+

  • Dhanieri 9:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Imi Jehovha makarurama, asi isu tinongogara tichinyara sezvatiri kuita nhasi, isu nevarume veJudha, nevagari vemuJerusarema, nevaIsraeri vese, vaya vari pedyo nevaya vari kure, vari munyika dzese dzamakavaparadzira kwadziri nemhaka yekusatendeka kwavo.+

  • Hosiya 9:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “Ndakawana Israeri akaita semazambiringa ari murenje.+

      Ndakaona madzitateguru enyu akaita semaonde anotanga kuibva pamuti wemuonde panguva yekutanga kukohwa.

      Asi ivo vakaenda kuna Bhaari wePeori;+

      Vakazvipira kuchinhu chinonyadzisa,*+

      Uye vakatanga kusemesa sezvaingoita chinhu chavaida.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe