2 Madzimambo 18:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Mugore rechitatu raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo weIsraeri, Hezekiya+ mwanakomana waMambo Ahazi+ weJudha akava mambo. 2 Madzimambo 18:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akaramba akanamatira kuna Jehovha.+ Haana kutsauka pakumutevera; akaramba achichengeta mirayiro yainge yapiwa Mozisi naJehovha. 2 Makoronike 29:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Hezekiya+ akava mambo aine makore 25, uye akatonga kwemakore 29 muJerusarema. Amai vake vainzi Abhija mwanasikana waZekariya.+ 2 Akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha+ sezvakanga zvaitwa natateguru vake Dhavhidhi.+ Hosiya 4:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Iwe Israeri uri kuita chipfambi,+Asi usaita kuti Judha ave nemhosva.+ Musauya kuGirigari,+ kana kuBheti-avheni,+Uye musapika muchiti, ‘NaJehovha mupenyu!’+
18 Mugore rechitatu raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo weIsraeri, Hezekiya+ mwanakomana waMambo Ahazi+ weJudha akava mambo.
6 Akaramba akanamatira kuna Jehovha.+ Haana kutsauka pakumutevera; akaramba achichengeta mirayiro yainge yapiwa Mozisi naJehovha.
29 Hezekiya+ akava mambo aine makore 25, uye akatonga kwemakore 29 muJerusarema. Amai vake vainzi Abhija mwanasikana waZekariya.+ 2 Akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha+ sezvakanga zvaitwa natateguru vake Dhavhidhi.+
15 Iwe Israeri uri kuita chipfambi,+Asi usaita kuti Judha ave nemhosva.+ Musauya kuGirigari,+ kana kuBheti-avheni,+Uye musapika muchiti, ‘NaJehovha mupenyu!’+