Isaya 31:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Vane nhamo vaya vanodzika kuIjipiti kuti vanobatsirwa,+Vanovimba nemabhiza,+Vanovimba nengoro dzehondo nekuti izhinji,Uye nemabhiza ehondo nekuti ane* simba. Asi havatarisi kuMutsvene waIsraeri,Uye havatsvagi Jehovha. Hosiya 5:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Efremu paakaona urwere hwake, uye Judha paakaona ronda rake,Efremu akaenda kuAsiriya+ akatumira shoko kuna mambo mukuru. Asi akatadza kukuporesai,Uye haana kurapa ronda renyu.
31 Vane nhamo vaya vanodzika kuIjipiti kuti vanobatsirwa,+Vanovimba nemabhiza,+Vanovimba nengoro dzehondo nekuti izhinji,Uye nemabhiza ehondo nekuti ane* simba. Asi havatarisi kuMutsvene waIsraeri,Uye havatsvagi Jehovha.
13 Efremu paakaona urwere hwake, uye Judha paakaona ronda rake,Efremu akaenda kuAsiriya+ akatumira shoko kuna mambo mukuru. Asi akatadza kukuporesai,Uye haana kurapa ronda renyu.