RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Amosi 5:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Ndinovenga mitambo yenyu, handitomboifariri,+

      Uye handifariri kunhuhwirira kwezvibayiro zvamunopa pamagungano enyu matsvene.

  • Amosi 8:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Ndichachinja mitambo yenyu kuti ive kuchema+

      Nenziyo dzenyu dzese kuti dzive nziyo dzekushungurudzika.*

      Ndichaita kuti hudyu dzese dzipfeke masaga uye kuti misoro yese ive nemiparavara;

      Ndichaita kuti zvifanane nemunhu ari kuchema mwanakomana wake mumwe chete,

      Uye kuti magumo acho aite sezuva rekushungurudzika.’

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe