Dheuteronomi 28:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Jehovha achakuzarurira dura rake rakanaka, denga, kuti ape nyika yako mvura mumwaka wayo+ uye kuti akomborere zvese zvaunoita. Uchakweretesa marudzi mazhinji, asi iwe hauzofaniri kukwereta.+ Zekariya 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 ‘Nekuti mbeu yerugare ichadyarwa; muzambiringa uchabereka michero, nyika ichabereka,+ uye denga richapa dova raro. Ndichaita kuti zvinhu zvese izvi zvive nhaka yevakasara.+
12 Jehovha achakuzarurira dura rake rakanaka, denga, kuti ape nyika yako mvura mumwaka wayo+ uye kuti akomborere zvese zvaunoita. Uchakweretesa marudzi mazhinji, asi iwe hauzofaniri kukwereta.+
12 ‘Nekuti mbeu yerugare ichadyarwa; muzambiringa uchabereka michero, nyika ichabereka,+ uye denga richapa dova raro. Ndichaita kuti zvinhu zvese izvi zvive nhaka yevakasara.+