Jeremiya 31:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 “Inzwai! Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita kuti vanhu veimba yaIsraeri neimba yaJudha vawande, uye andichaitawo kuti zvipfuwo zvavo zviwande.”+
27 “Inzwai! Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita kuti vanhu veimba yaIsraeri neimba yaJudha vawande, uye andichaitawo kuti zvipfuwo zvavo zviwande.”+