Hosiya 4:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Iwe Israeri uri kuita chipfambi,+Asi usaita kuti Judha ave nemhosva.+ Musauya kuGirigari,+ kana kuBheti-avheni,+Uye musapika muchiti, ‘NaJehovha mupenyu!’+ Hosiya 10:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vagari vemuSamariya vachatyira chidhori chavo, iyo mhuru yekuBheti-avheni.+ Vanhu vacho vachachichemaSezvichaitwa nevapristi vavanamwari vekune dzimwe nyika avo vaichifarira uye vaifarirawo kukudzwa kwacho,Nekuti vachachitorerwa choendwa nacho.
15 Iwe Israeri uri kuita chipfambi,+Asi usaita kuti Judha ave nemhosva.+ Musauya kuGirigari,+ kana kuBheti-avheni,+Uye musapika muchiti, ‘NaJehovha mupenyu!’+
5 Vagari vemuSamariya vachatyira chidhori chavo, iyo mhuru yekuBheti-avheni.+ Vanhu vacho vachachichemaSezvichaitwa nevapristi vavanamwari vekune dzimwe nyika avo vaichifarira uye vaifarirawo kukudzwa kwacho,Nekuti vachachitorerwa choendwa nacho.