Mika 7:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi ini ndicharamba ndichitarisira kuna Jehovha.+ Ndichamirira Mwari weruponeso rwangu.*+ Mwari wangu achandinzwa.+ Habhakuki 3:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Ini ndichapembera nemufaro muna Jehovha;Ndichafara muna Mwari, muponesi wangu.+
7 Asi ini ndicharamba ndichitarisira kuna Jehovha.+ Ndichamirira Mwari weruponeso rwangu.*+ Mwari wangu achandinzwa.+