RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 33:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Mwanakomana wemunhu, taura nevanakomana vevanhu vekwako,+ uti kwavari,

      “‘Ngatitii ndaunza bakatwa munyika,+ vanhu vese vemunyika yacho vosarudza murume anova murindi wavo, 3 murume wacho oona bakatwa richiuya munyika yavo, oridza hwamanda uye onyevera vanhu.+

  • Amosi 3:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Kana hwamanda ikaridzwa muguta, vanhu havadederi here?

      Kana muguta mukava nedambudziko, Jehovha haasi iye anenge ariunza here?

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe