Joeri 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Zivisai vanhu kuti vatsanye;* shevedzai vanhu kuti vauye kugungano dzvene.+ Unganidzai vakuru, nevagari vese vemunyika,Kuimba yaJehovha Mwari wenyu,+ muchemere kubatsirwa naJehovha.
14 Zivisai vanhu kuti vatsanye;* shevedzai vanhu kuti vauye kugungano dzvene.+ Unganidzai vakuru, nevagari vese vemunyika,Kuimba yaJehovha Mwari wenyu,+ muchemere kubatsirwa naJehovha.