RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 48:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Zvatakanga taita zvekunzwa, iye zvino tava kuzvionera

      Muguta raJehovha wemauto, muguta raMwari wedu.

      Mwari acharisimbisa kwazvo nekusingaperi.+ (Sera)

  • Isaya 33:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Tarisa Ziyoni, iro guta remitambo yedu!+

      Maziso ako achaona Jerusarema senzvimbo yekugara ine runyararo,

      Setende risingazobviswi pariri.+

      Hoko dzaro hadzizombodzurwi,

      Uye hapana tambo dzaro dzichadamburwa.

  • Isaya 60:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Panzvimbo pekusiyiwa nekuvengwa, pasina anopfuura nemauri,+

      Ndichaita kuti uve chinhu chinodadisa nekusingaperi,

      Chinoita kuti pave nekupembera nemufaro kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

  • Amosi 9:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 ‘Ndichavadyara munyika yavo,

      Uye havazombodzurwizve

      Vachibviswa munyika yavo yandakavapa,’+ anodaro Jehovha Mwari wako.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe