Amosi 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti ndinoziva kuti makapanduka kanganiUye kuti zvivi zvenyu zvakakura sei.Munoshungurudza munhu akarurama,Munotora chiokomuhomwe,*Uye hamuremekedzi kodzero dzemurombo pagedhi reguta.+
12 Nekuti ndinoziva kuti makapanduka kanganiUye kuti zvivi zvenyu zvakakura sei.Munoshungurudza munhu akarurama,Munotora chiokomuhomwe,*Uye hamuremekedzi kodzero dzemurombo pagedhi reguta.+