Amosi 9:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti Changamire Ishe, Jehovha wemauto, ndiye anobata nyika,Zvekuti inobva yanyunguduka,+ vanhu vese vanogara mairi vochema;+Uye nyika yacho yese ichaita seRwizi rwaNire ruri kuzara,Yobva yaserera saNire weIjipiti.+
5 Nekuti Changamire Ishe, Jehovha wemauto, ndiye anobata nyika,Zvekuti inobva yanyunguduka,+ vanhu vese vanogara mairi vochema;+Uye nyika yacho yese ichaita seRwizi rwaNire ruri kuzara,Yobva yaserera saNire weIjipiti.+