Ruka 12:53 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 53 Vachapesana, baba nemwanakomana uye mwanakomana nababa, amai nemwanasikana uye mwanasikana naamai, vamwene nemuroora uye muroora navamwene.”+
53 Vachapesana, baba nemwanakomana uye mwanakomana nababa, amai nemwanasikana uye mwanasikana naamai, vamwene nemuroora uye muroora navamwene.”+