-
2 Makoronike 32:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Hezekiya paakaona kuti Saniheribhi akanga auya achida kurwisa Jerusarema,
-
-
Mika 1:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Nekuti vagari vemuMaroti vakamirira kuti vawane zvinhu zvakanaka,
Asi zvakaipa ndizvo zvakauya kugedhi reJerusarema zvichibva kuna Jehovha.
-