Isaya 7:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jehovha achakuunzira iwe nevanhu vako neimba yababa vako nguva isina kumbovapo kubvira pazuva riya Efremu paakazvibvisa kuna Judha,+ nekuti Mwari achaunza mambo weAsiriya.+
17 Jehovha achakuunzira iwe nevanhu vako neimba yababa vako nguva isina kumbovapo kubvira pazuva riya Efremu paakazvibvisa kuna Judha,+ nekuti Mwari achaunza mambo weAsiriya.+